Murimi Munhu, Ivhu Ivhu, Ivhu Ndonyika hama dzangu .🥀🌱🌾🌻🌧️ Kuno kufarm4081 tinokupakurirai zvirongwa zvedzidzo zvekurima muchivanhu chedu. Tinokuratidzai kukosha kwekurima pamwe chete nekmaitirwo azvo.

Kungaita kupfuya zvipfuyo kana Kurima zvirimwa kunoitwa munyika yedu yeZimbabwe. Kuno kufarm4081 tinokuchengetedzai.

🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀

Disclaimer 🚨: The images used in these videos are for educational purposes and are not intended to infringe on any copyright laws. We're acting under the Zimbabwean Law of Section...

25. Educational use of copyright material

(1)Subject to this section, the copyright in a work shall not be infringed by the use of the work by way of illustration in any publication, broadcast or record for teaching if—(a)the use is compatible with fair practice; and(b)the extent of the use is justified by the purpose; and(c)sufficient acknowledgement is given.



8:52

Shared 9 months ago

293 views